lil dripper_-_chipo chekuroya
Munyax hofisindakasimba kudarika madzitate guru zvekti wachindiona wanonditi mukuru nyangwe ndichirispecter vanhu vakuru bt dzirinyay dzemikiri mikiri ndrimunhu mukuru sometimes ndinombouya ndichimanyiswa necancuru pakubata mbinjiri apa terera wank ndichifamba mumastreats ndine mapere ank ndikamatarisa ndinofunga kti pamwe chitambi chanju boiz ndkatakura ndine tunhu twangu ndkapihwa chitsinga nakule wank pluz ndinegondwa kukupedzera ma2 mins wank wakanetsa ndokudaidzira ambuya wank sometime ndinombofamba ndine nenyoka dzank varoyi ndooteam rank sure usandijairire ndinetwuzvidhoma twank manheru ndinenge ndine mazizi ank ndichifamba ndisina kupfeka ndine mafia rank the whole day ndinenge ndakaprotecter ska bhoo zvank dziri nyay dzekuroya ndinechipo chank wakandituka ndinoramba ndakasticker
Leave a comment
ndakasimba kudarika madzitate guru zvekti wachindiona wanonditi mukuru nyangwe ndichirispecter vanhu vakuru bt dzirinyay dzemikiri mikiri ndrimunhu mukuru sometimes ndinombouya ndichimanyiswa necancuru pakubata mbinjiri apa terera wank ndichifamba mumastreats ndine mapere ank ndikamatarisa ndinofunga kti pamwe chitambi chanju boiz ndkatakura ndine tunhu twangu ndkapihwa chitsinga nakule wank pluz ndinegondwa kukupedzera ma2 mins wank wakanetsa ndokudaidzira ambuya wank sometime ndinombofamba ndine nenyoka dzank varoyi ndooteam rank sure usandijairire ndinetwuzvidhoma twank manheru ndinenge ndine mazizi ank ndichifamba ndisina kupfeka ndine mafia rank the whole day ndinenge ndakaprotecter ska bhoo zvank dziri nyay dzekuroya ndinechipo chank wakandituka ndinoramba ndakasticker
You may also like