mmm

10 Plays

4 months ago

uchavaona vachoiuya uchavaona vachiuya vachi prata mumwe wedu ehh mumwe wedu mumwe wedu ndichinge ndaita bag chimwe ehhh chimwe chedu chimwe chedu ndaita cash mwana wedu ehhh mwana mwana wedu ndichinge ndatora medal during hard tymz ndandina Munya Aripo madealz atakazama akaramba ( we faild) zveipapo ma company taida kuvhura Tk fear not hatina kukuvhara Everything mupipe line zviri mugwara Grid noo , tora risk add ne sacrifice life yacho iyi haidi gwara uchinge wadona muka ufambe who cares kuti wakwara money in my account pliz fall now no need ma problems mulife damabvisa now i wanna stay clean handichada tsvina like early 2k muramba tsvina ndaita bag ndotora mandarian language yeku china Sa alexio ndoita seyi ndongo shaina

1 Comments

Leave a comment

You may also like