kundro 17 vaunoda

0:00
0:00
kundro 17 vaunoda

kundro 17 . vaunoda vaunoda vaunoda . vaunoti ndovaunoda. ndivo vanokubhaizira . kana wazombo gara chizo nyatso tarisisa . chero kana vaunobatsira pamwe pacho ndomareasons ama problem ako. usanyanyo truster vangu . this is called Zimbo .lala this is not like uganda unofira dzakawanda. vaunoda ndivo vanokuku bhaizira zvekutodaro. usanyanyo wadza mafriend . anokupidza bhizi . do your own things and secretly then shook them ne ma results ako. usanyanyo mhanyi ririra zvinhu . take it izy . cause vaunoda vaunoda ndivovanokuku bhizi. ita yaurikuita uri wega . kwete uswera uchidya mamega . vaunoda. vaunoda vaunoda . vaunoti ndovaunoda. ndivo vanokubhaizira . kana wazombo gara chizo nyatso tarisisa . chero kana vaunobatsira pamwe pacho ndomareasons ama problem ako. usanyanyo ruster vangu . this is Zimbo .lala this is not like uganda unofira dzakawanda. vaunoda ndivo vanokuku bhaizira zvekutodaro. usanyanyo wadza mafriend . anokupidza bhizi .

1 Comments

Leave a comment

Author
3 years ago

User avatar
438
Total plays
60
Followers
42
Following

You may also like