Casly Black-freestyle friday rap session

0:00
0:00
Casly Black-freestyle friday rap session

Hook It has been a long year Of twists and turns Since 2020 The year of lockdowns and face-masks. Sadza nemuriwo Zvakubikirwa musame hadyana Ndiani aiziva kuti budhi nasisy Rudo vachapanana Kufamba vachibatana Pasina kutukana Vamwe ndovakunzi mbinga Varikupinda murudo Vasina kurwutsvaga Zii zvavo vana vachiranga Havataure kt varikuzvirwarira Type inomakisa Even machicks takavachovhera Pungwe achikosora Baby atadza kuworker Locus Hanzi hasiriye hr akauraya Docus Akundipinzira maphone calls Hanzi sei wandikanda panopisa Ndakati ndovaridzi vebag Hana passport chete Zviripo zvese neVisa Kana kudenga anokusvitsa Tsvaga protection Live nenutural panosparker Wakaresva connection Zvivana torai iyo message Gang Gang Ndofa nestress zvangu Panews ndanzwa nezvelock down Tine nhamo ine masymptoms Kuge baba vane njovhera Pakatengwa hwahwa tomwa Kunge takabhejerwa Tisu matym pusher Spear wheal kunge vhiri revits Tirikubatsira vamwe kurarama Baby arikuda zvinhu hobho Bt ndashaya kn yemasweats Ndombozama kutora risk Stil hazvifaye Handisati ndasvika palevel Rekunzi at list Lyf yedu kukiya kiya We are on age Takatsika banga kunge Vanhu varikutamba kiya Paden panehunger Nababy tava same hight Akufurirwa nemahuman rights Arimurima bt havhunduke Chero ndakamupa light Pafair ndiripatight Handizorore mapfunde Nemagwere ndirikugaya day&night ...................................................................... Chorus Tengai mabear Timbodzinga mazistress Tanwa hwahwa Zvakawanda tokanganwa Nhamo iyi Nhamo iyi Isu tirimunhamo ...................................................................... Verse Inini zvangu Am a winner Bt Zvinhu zviri down That's why ndiri palow key Kuva netalent mucity Mangu zvinhu zviri useless Kutsvaga basa Panodiwa docter Une degree reteaching Hobho varikunzi Ndomastar havasi Varikumba nziyo dzedu Dzakaita leaking Ghetto rizere mbinga Dzisinga donhe bag Mofunga tega Tingazvigona Tichichema nekuchona Dai maita thinking Mastar tiriko mirai rigging Am the rap king Dynamic Yung Casly Mukudzei chero asina mukombe Semuvhimi handibatike easy Kudya zveziya rangu Semunhu abvazera Ndakasarudza kubuda mugota Kutsvaga dzemadrink Mwana namai Vane nyota ...................................................................... Chorus Tengai mabear Timbodzinga mazistress Tanwa hwahwa Zvakawanda tokanganwa Nhamo iyi Nhamo iyi Isu tirimunhamo ...................................................................... Verse Ndiriku striker Handitambise mukana Now ndirimudark Bt Mwari vachandipa light Vandijaja nebody Havazive ndopedza Africa Ndomirira Abroad Ndini ndiri ahead Ndogadwa nemaengles Handifambe nemotor Cade Ndakavatakudza zimutoro Language Vakunyora vachindiridza Bt kudhara vaindizvidza Now ndava Super Bt kudhara maindiwadzira Handite zvekutamba Kana ndavapamic Hobho marapprs Anondizeza now They celebrate Kuona ndirimudark Pandokanda track Mayuts anoisa lyk Jeko kunge munhu ane Nike One of kind Ndiri imwe type Lord open all my doors Inga kumwe zvipo Zvinobhadhara Come to my City Muomwe Ndisina dhombi Tiri same age bt Akutopusha dodge Vodya ziya ravo Nemabeachs eveday Arimulodge ...................................................................... Chorus Tengai mabear Timbodzinga mazistress Tanwa hwahwa Zvakawanda tokanganwa Nhamo iyi Nhamo iyi Isu tirimunhamo ...................................................................... GangLyfie +263779355210 +263715805341 yungcasly53@gmail.com dynamic yung casly #lyrical messiah .......................................................................

1 Comments

Leave a comment

Author
4 years ago

See track description

User avatar
323
Total plays
21
Followers
22
Following

You may also like