Modefye _ mambo ndi mambo
0:00
0:00
yeah mambo mambo musakanda matombo vakuda kundirwisa vakuzviona kunge vana rumble hamundikunde ndakazara ne zvombo Murikufungei kuenda paTeresi nejombo muchakwenya kunge jobho mukuzonyanya kufenda mumadhiri Nyaya iripo hauna skiri ma colour hobho hobho mumisoro kunge mai azuka usapusa muguta wakaona ma witches wakutoruta ma lips black Chamba unoputa Tobva chinhoyi hakuna am koi koi kana zvidzoyi unobva mbizi ku kwekwe murume chaiye musoro haarukwe Taimboti idrade magodi wakuti ziii ziii kukwata mafia recherima ngwara muguta yolllll
You may also like

Leave a comment
See track description ↑