Dray cee
Ndiwe wakachinja Dray cee At first l thought uri munhu ariboe then l realize tha une kakusa nzwisisa That why ndakabvisa mapictures coz l was afraid tha unogona kumalikisa Yeah paface ndr boe but mukati mune hrtbrk ikuramba kuhilika Coz l believe munhu akazo dhipisa Gaya kumuka zvichinzi hausiriwe apa ndiwe wakachinja Tomboti kupinda nemoyo idzungu ndakadzidza Sahwira Ndaiti ndimika muridzi wemoyo apa maidhipisa mahwinha I remember my mom always saying pasina mvura usatambe netsvina Yeah sahwira tomboti ndaboe musaware ndahealer Ingori time nemukana zvakaramba kubatana Plus vakanyebera distance tatadza kunzwanana Yes l believe u said we are done but dai tikamboonana Kekupedzisira tombozama kufadzana Kana kubaya kelaz coz zviri spritual kupesanisa zvakanangana Plus vakati hauchade the hall me which means moyo yakabatana
You may also like

Leave a comment
See track description โ
Every verse is a knockout punch, you're unstoppable! ๐๐ถ
SLEPT ON ๐ด SLEPT ON ๐ด SLEPT ON ๐ด SLEPT ON ๐ด SLEPT ON ๐ด SLEPT ON ๐ด Word Up โฌ๏ธ