GIFTED (20:13)
0:00
0:00
haaaaaaa haaaa haaaa ehe zvandakuda handimbofa ndanamata bhudha in zvandakutya muchinjikwa ndowandino saluta kunge damu rudo rwaita lake yer i got many flaws my mistake vanogadzira beef vane stake vavengi voputsa wat i made ndina Jesu shumba yerudzi rwechiJuda ndri mulane handife ndabuda pacross diabory chakakundwa eh ndakautakura muchinjikwa i cross pamacross road mmafeso achibaya elife ndinaye father i pray eveyday i say haaaaaa haaaa ehe zvandakuda handife ndakundwa
You may also like

Leave a comment
See track description ↑
COLD 🥶