Craig $!ßßs _ Handidi
0:00
0:00
yaah yaaah yahh handichade handichade handidi kugara paden handichade nhasi iFriday boyz todii kugara paden panobhowa haaa nhasi Boyz tikuenda kupy Boyz this need to be planned maice matenga hereײ inini I'm on the whores nhasi todhakwa zviri worse than last tym honai ka nhayimi kubvisa ka stress tikubaya paden na 1 am Tikutenga maqots tikutenga mabhule kana sable ndoiinota tipinde mu level haaa Nhasi Jonso wakadenha tokusiya pano hapana Gevha Kana wadhakwa rara ungatoti tadzisa kufara next tym unosara Ronnie hande kupy?? (Motswako)
You may also like

Leave a comment
See track description ↑