Casly Black-Zim slim Shady
am so dangerous nw ndakuraya vanhu secretly kunge munamato wemuvezi wemacofin is it true kut mr mukambiri ndeve chipinge bt vakangopihwa face yebhinya remhondoro vakati nhanhingi tirimabrothers mutengesi saka anoda kusungirwa human truficking cz arikurarama nemari yevanhu mamwewo mashura patown kutsvaga mbiri uchizvidzasa down from jiti to drill wakutozviti rap king chinevaridzi chinhu ichii dzosera mushonga wezvivindi zvefake wakatora Last ukatibudira urikumakuva zim slim shady ndotyisa kunge museve wakabatwa nebenzi tenge tichikuonai kungoti nguva ndeya tenzi vange vachiganza muma mumastreets hustle for the money tozvibhadharira mabills silent pazheti tichibutsa maAnswer mosara muchiwanza i knw muripamberi inguva makachancer mukana ndewamwari wakabaiza vanocaser this tym tiri paOn takabaiwa kabutton shut to all maniggas ari london u see all this hatters ehe vangani Arikufamba mazuva Mazuvano takuramama muruchiva takamirira nguva yekufa hapana anomugonera mwari munhu wese kuvavarira vanombozama amai kundirara munzeve ndakaisa zvitanda handimboterera baba kudhara takadherera konaka kanyika aka mhanya mumugwagwa uzvionere vasikana varikuyevedza guta nemucheno maziso hamboguta gore rino ndawona zvakawanda tenga dior munhuwi usakanda ndokuti utadzire kuti uri ghetto youth kutaura zvaunoda shama muromo kunge une pfuti
You may also like

Leave a comment
See track description ↑
Immer weiter machen und am ball bleiben 🤟
Ist oke leider schlechter Sound sonst ok
Hey @caslyblack we liked your track 'Casly Black-Zim slim Shady', We're so happy you're joining the Rap Fame Community, so here's a couple tips from us: 1. Take some inspiration from a range of generes and styles, this way you can create a sound truly unique to you! 2. Rap music is about the whole package! 📦 Be sure to show off all the skills that make you great! 3. With effects, less can sometimes be more! 😲 Test different effect levels and settings to find the best balance! 4. Use denoise on your vocal to reduce the background noise on your track! Keep up the hard work, we can't wait to hear your next fire track! 💪 All the best, The Rap Fame Team 😎