Munyax hofisi

lil dripper_-_easy nengiroz

Munyax hofisi
lil dripper_-_easy nengiroz

3 Plays

31 Aug 2021

ndabva ndarangarira ndirikuchikoro vanhu wamwari last year handichazive kti manga muri mumani muclamber medu makauya muakana manyowani kayellow born sure gaya ndakaspakwa ndakazosticker zvank ndakamutarisa akacheuka akaniona achinyemwerera ipapo ndoopandakatryer kufuratira mwana akauya padsky rnk akati munyah chimbomira ndakabva ndangonzwa rimwe voice richidairira munyah munyah ita zvawaudzwa ndakatryer kutiza zvikanxi easy ngengiroz kumura shangu sezvakaitwa mozi ndakabva ndangopepuka ndikarealizer kti ndrikurota apa body yese ndanga ndatota momz wakunibvunza kti asi wambodhota ndikati maya asi ndirikwachihota

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like