Munyax hofisi

lil dripper_-_HJC

Munyax hofisi
lil dripper_-_HJC

3 Plays

23 Aug 2021

ndakazvifunga zvinondirwadza kti ndakashandira mahara ndkambofunga kurowa mupesanisi nemugwara yeah ndakazomunyara zvikaramba OMG lm stll remember madys anditakura jecha ndikasabhotejwa ndikasara ndiri ndega vamwe vachizviti lyf yavo iri better vamwe ndovaindiona sendinopenga vachiti wakandiona wachibva vatanga kunisema ohhh wat are tings ndabva ndafunga musi wa26 Sep ndipoo pandakarambwa nebby rnk nomater ndoo madys Nyonii paakadzidzira kudripper akatenga mawireless headfons akatanga kuzviti mbinga HJC nezuro ndkarota ndrikudenga ndichitamba naMethew,john pamwe naPeter ndakazosangana naAmai Maria wachitenga madomasi,paprica pamwe chte nembambaira sure ndakazosangana naNebkhadi nezer kudenga uku hakuna kana anombomuzeza pandakamutarisa ainge achiweurwa nerazor

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like