Munyax hofisi

lil dripper_-_ chipo chekuroya

Munyax hofisi
lil dripper_-_ chipo chekuroya

7 Plays

17 Aug 2021

ndakasimba kudarika madzitate guru zvekti wachindiona wanonditi mukuru nyangwe ndichirispecter vanhu vakuru bt dzirinyay dzemikiri mikiri ndrimunhu mukuru sometimes ndinombouya necancuru pakubata mbinjiri ndrimunhu mukuru apa terera wank usazoshamisika ndichifamba mumastreats ndine mapere ank ndikamatarisa ndinofunga kti pamwe chitambi chanju boiz ndkatakura ndine tunhu twangu ndkapihwa chitsinga nakule wank pluz ndinegondwa kukupedzera ma2 mins wank wakanetsa ndokudaidzira ambuya wank sometime ndinombofamba ndine nenyoka dzank varoyi ndooteam rank sure usandijairire ndinetwuzvidhoma twank manheru ndinenge ndine nerusero rwank ndichifamba ndisina kupfeka ndine mafia rank the whole day ndinenge ndakaprotecter ska bhoo zvank dziri nyay dzekuroya ndinechipo chank wakandituka ndinoramba ndakasticker

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like