Munyax hofisi

lil dripper_-_dear mom

Munyax hofisi
lil dripper_-_dear mom

4 Plays

11 Aug 2021

nezuro ndkatumwa namudara kunotenga six pac yemabear apa momz wakange warikuchipatara ndakawasiya pandkadzodza ndakasvika zvank ndakachilla ndakaona vanhu vakabata musoro wachidzungudzisa ndikabvunza vanhu kti chii chrikuitika zvikanzi Munya momz vako hakusisina sure ndkagara pasi ndakatanga kufungisisa ndkabva ndatanga kugay yese yawaiita waimboti mwanangu wachindpopotera kusvikira ndkugona kuzviainira izvezvi hupenyu hwacho hwandispaikira munhu aindichengeta hakusisina

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like