Munyax hofisi

lil dripper_-_fodya idzi boiz

Munyax hofisi
lil dripper_-_fodya idzi boiz

4 Plays

09 Aug 2021

kumuka 10 kutsvaga macnts everdae monaz kugaya abt marii apoo lst wk ndakange ndazosangana nemuedzo ndakaenda kubhundu ndakasangana naTembo akabata irikutobvira mogo ndikamuti hey brother akangonditarisa apa apa mogo ndaiidisa fodya fodya idzi boiz akazondipa fodya iya ndikairowa sendinopenga izvoo ndichitryer kubvisa stress pandakasvika paden ndandakuona nyika kunger ikudenga denga ndichiti ndkaona mukomana aiita kunge mukskana ndai confuser gender ndakaramba sadza paden ndichifunga kti ndrienzi eish vanhu wese vakatanga kufunga kti ndakupenga bt ndaiwaona wachiti wakanditarisa wotanga kuseka eish evertng tt day ws low

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like