Munyax hofisi

lil dripper_-_ love is blind

Munyax hofisi
lil dripper_-_ love is blind

7 Plays

09 Aug 2021

ndakazvifunga ndinonzwa kuda kuita suicide sure kutoda kuita zvekuzvisungirira kna uchifunga kti ndrikunyepa sure bvunxa sahwira wank nyonee paakarambwa nekoso rke iwe ainge ari ma1 sure murume mukuru akapedza week rese achichema achishaya kna munhu 1 anouya kuzomunyaradza bt nhasi hupenyu hwacho honai hwandispaikira ndakutofunga zvakadzika dzika zviye zvekuda kutesta roga bt bt bt bt paakaramba nyoni akandiudza everything honai sahwii ini handisi kuguttta ndikati srry chibaba inotambika iye akati ok ndazvinzwa love is blind

1 Comments

Leave a comment

3 years ago

You may also like