Munyax hofisi

lil dripper_-_mukonyo

Munyax hofisi
lil dripper_-_mukonyo

11 Plays

β€’

09 Aug 2021

ndrimudiki ndaiva nemukomanhingi ndaidiwa navaskana especially vana amanini ndrikuchikoro vaskana waindi spaker evertyng ska ndaiswera ndakaguta handisi kujuta one dae ndakazoenda kunonzi kuguta ndikaona muskana ainge akanakisisa hana yangu ndopayaka tanga kubvira apa ndanga ndazosticker ndkamutarisa ndakazvipa hushingi semunhu wechikomana yaah ndakaenda padhuze pake ndikammuti hi tikatarisana ndichibva ndatanga sasa nyaya dzisina basa akabva anditi munyah taura zviri pahana eish ndikati newe ndatospaker akanditi srs ere apa achiblusher blusher ndakanyenga mwana kusvika azobvuma akandipa house address yeke zvikanzi munya unozouya kumba ndakafara zvekuti ndkabva ndafunga zvekunamata πŸ˜‚

2 Comments

Leave a comment

You spitting #whenangelsing πŸ•ŠπŸ‘Ό

3 years ago

ndrimudiki ndaiva nemukomanhingi ndaidiwa navaskana especially vana amanini ndrikuchikoro vaskana waindi spaker evertyng ska ndaiswera ndakaguta handisi kujuta one dae ndakazoenda kunonzi kuguta ndikaona muskana ainge akanakisisa hana yangu ndopayaka tanga kubvira apa ndanga ndazosticker ndkamutarisa ndakazvipa hushingi semunhu wechikomana yaah ndakaenda padhuze pake ndikammuti hi tikatarisana ndichibva ndatanga sasa nyaya dzisina basa akabva anditi munyah taura zviri pahana eish ndikati newe ndatospaker akanditi srs ere apa achiblusher blusher ndakanyenga mwana kusvika azobvuma akandipa house address yeke zvikanzi munya unozouya kumba ndakafara zvekuti ndkabva ndafunga zvekunamata πŸ˜‚

You may also like