Rainmore Gwatidzo
Rainmore Gwatidzo

Lavender Jones (20:44)

Lavender Jones (20:44)

23 Plays

02 Jul 2021

Vanovhunza kuti baba varipi yakatonetsa yemimba mai vachirivadiki Vakatodzingwa pamba tovhunza voendakupi Havana kuiwanaiyi fathers love Vatori nenzara nayo daivadzoka nelove Zvakatooma baba vakatochona Rifi refused vakatorambwa Vana vakayamwa panamai Baba vasinga vatariri why Now future hatichaiwona Tavharwa meso we going blind Hanzi tikatarira kunze Vamwe vakaiswa pamafudzi Vanotochema dakaakavarera wavo werudzi Mhembwe rudzi yakatozvara anekazvumu Tichatsvaga ani kana torasika hunhu Apa makatibaya nepfumo dai iri shamhu Baba dzokai baba honai kunanazvondai Kutsvaga ndai ndolyf kunzvenga poris watokunda Munyama tiri kuyedza kupasa zama racho rikurwadza Tine mashort falls mom vanoyedza asi vanogumirwa coz zvakatodzvanya musipo zvakatonyanya dai muripo mandiratidza gwara j p Kuti ndisazorasike ndava mutara

1 Comments

Leave a comment

You may also like