100 (09:44)

35 Plays

18 Jun 2021

wamuona achibva pachikona akapoda poda i be dreepin maniggaz be drilling vada kutsvoda hanzi kudya namambo apa ndimi king ndoda kuchipfekedza ring i m aheard kunge kunzwa akabaya bby wangu munzwa musha wangu vanouya necrane kuda kuupunza hazvishande it will never wrk hard kunge inini my hrt will never brt koz of the beat hazvina basa kuti murivanani kuno toverenga machambiyani vanonditsvaga huyai kudeni ndini reni mabvira kare kundiwongorora

1 Comments

Leave a comment

You may also like