tony gopoza
tony gopoza

vainditarisira pasi

vainditarisira pasi

16 Plays

9 months ago

Vanditarisira pasi yea hanzi wangu haubudirira ndakati bho but deep down moyo zvairwadza zvairwadza sametime vakambotryer kundicherera gomba ava zvakaramba kusender yea vainditarisira pasi ndongotenda jesu christu nekundi simbisa kuti ndinzi leader wemayouth hona ikozvino ndakufamba negallardo sametime takulinker nanaMr Holly Holly kuratidza kuti nenge ndakupisa yae Now I'm a red dude with a bad attitude wakangondi tanga chete ndokupidza busy I used to be zero buy now I'm a hero . now ndakagainer kunge ionic bonding Kune vese vaya vaindi ndarisira pasi ikozvino ndabudira yaa

3 Comments

Leave a comment

you did a great job Keep up the great work

9 months ago

What it is @tonygopoza, We appreciate you sharing 'vainditarisira pasi', here's the good and the bad of uploading tracks on Rap Fame! 1. Letting the beat dictate your flow is a simple way to sound smooth. 🌊 2. Sound quality is key when it comes to music! Make sure your track is the best quality you can achieve before posting your tracks! 3. Try mixing up different light studio effects on your vocals to give your track the perfect sound every time. 🎤 4. Use denoise on your vocal to reduce the background noise on your track! 5. Now you've done your first track, get some feedback from established judges on how to improve through Judge 4 Judge! 💎 We hope to hear some more from you in the future, we would love to hear how you take our advice on board! 💪 All the best, The Rap Fame Team 😎

9 months ago

Vanditarisira pasi yea hanzi wangu haubudirira ndakati bho but deep down moyo zvairwadza zvairwadza sametime vakambotryer kundicherera gomba ava zvakaramba kusender yea vainditarisira pasi ndongotenda jesu christu nekundi simbisa kuti ndinzi leader wemayouth hona ikozvino ndakufamba negallardo sametime takulinker nanaMr Holly Holly kuratidza kuti nenge ndakupisa yae Now I'm a red dude with a bad attitude wakangondi tanga chete ndokupidza busy I used to be zero buy now I'm a hero . now ndakagainer kunge ionic bonding Kune vese vaya vaindi ndarisira pasi ikozvino ndabudira yaa

You may also like