Young J

Young_Jack_X_Dady_Tsopi_Wanganui_(official_music_video)_produced_by

6 Plays

01 May 2023

wangu pa fazhi pana wan ticha anonzi shuz tinge Tina kudzi ndiye anodzinga mbudzi anodiwa be va dzidzi hatizi shiri kunge lids pe due pane vana tuna kidzi pana mudzingwa akapinda my class aka tora fadzi boyz vanachivambe vaka Sara varipa last but ukamu vhunza anoti zviriku past wanga ahisi yemasanga kamudhara kepagedi kanenge kakato kunanga dzungu kototanga vanoramba Kurohwa admn vanono rangwa makusha ayihwa ishasha ana jumo ukamuvhela hapana lumo ukaita mhosva haasi tsumo machiks epa fazhi anoda machips then mapics kanamalinks ndakati niks zvema kis pane 4a2 me 2a2 all the same tesetiripafazhi all same (3) jak nama hachi unorohwa ukaita maskrch akamborova munhu vanhu vakabvisa ma bachi nema het vaskana vakabvisa masketi saka zheti medu kwedu tinamache nde ndewekumahwani akamborohwa nemheni aka muka makuseni Nana Kelly mandebvu anorarira kana tsubvu Tina Mr tsopi mabhebhi achitorwa otoshaya chi iwe wa.....

1 Comments

Leave a comment

2 years ago

You may also like