Damian Dee
Damian Dee

Dinky Dee freestyle

Dinky Dee freestyle

13 Plays

15 Oct 2022

taimukira pagwizi kumahumbwe taita mba bhakumwe taingonzwa kangoma kemuchongoyo kaibva kumakomoyo ndini ndaipisa pa ground ndaiva naka ne sounds ndai twanya janet ndaimutengera chocolate kaingoti ndiwe uchava mukwasha wekumba kwedu aiwa satan akafamba mhai janet hasiko nhai kurova semunhu akafa arikumarinda baby ndave muchinda ane machena

1 Comments

Leave a comment

2 years ago

taimukira pagwizi kumahumbwe taita mba bhakumwe taingonzwa kangoma kemuchongoyo kaibva kumakomoyo ndini ndaipisa pa ground ndaiva naka ne sounds ndai twanya janet ndaimutengera chocolate kaingoti ndiwe uchava mukwasha wekumba kwedu aiwa satan akafamba mhai janet hasiko nhai kurova semunhu akafa arikumarinda baby ndave muchinda ane machena

You may also like