Rough

6 Plays

29 Jul 2022

akanditamba rough akandivhurira dhafu ndaitombo temba naye pandai famba pacho ndaitombo famba naye ndaiti munhu kwaye but akandikanganisa dipresn ndiyo yakazondirwisa pasi yakandi wisa yakandi rwisa pasi yakandi wisa ma deals angu ese yakandi misa zvaizvezvi ndaka stika but ndoti ndakarigwa kananda katsikwa hona akavigwa pamba akadzingwa asi ndomuvhima munhu kadzi but ndanzwa kut ane mimba ndanzwa nachiremba inini huh ma deals angu taipinda tese pazvinhu zvangu zvese ndaive naye hameno akazo funga chii kana pane zvaakaona cz aida mbiri

1 Comments

Leave a comment

2 years ago

You may also like