sasi

37 Plays

03 Oct 2021

vakanditorera one two cups, vakandibvisira pantie, vakanditorera mic, kundibvisa pa stage, vakuty choga wapinda pa tighty. vaida kusaiva thugie, vaida kupinda ne papi vaida( kupisa) ndevapi vaida, vaida kurova ma pints vaida( kutiza) vaida kutiza ma giants, (vatyisa), vakazotiza ne papi. vanga vabvisa ma bachi vaida kusaiza mashark. Vaty age, ndakavaratidza benz vakaty ingawa senza. Ndakaty boe ndanga ndasiya masasi ndanga ndasiwa nebus

1 Comments

Leave a comment

You may also like